Ezekiel 1:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀipenyu ɀaimhanya ɀicidzoka, ɀakafanana nokupenya kwemheni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisikwa zvaimhanya zvichienda mberi zvichidzoka semheni inopenya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvipenyu zviya zvaimhanya-mhanyawo sokupenya kwemheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvipenyu zvaimhanya zvichidzoka, zvakafanana nokupenya kwemheni.
Shona 2009?
Zvipenyu zvaimhanya zvichidzoka, zvakafanana nokupenya kwemheni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvipenyu zvaimhanya zvichidzoka, zvakafanana nokupenya kwemheni.