Ezekiel 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakufamba kwawo akafamba kumatiʋi awo manna; haana‐kutsauka pakufamba kwawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakufamba kwazvo, zvaigona kuenda neimwe yenzira ina dzakanga dzakatariswa nezvisikwa zvina; mavhiri akanga asingatsauki zvisikwa pazvaifamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo.
Shona 2009?
Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo.
Shona SUB 2002 Bible
Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo.