Ezekiel 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ɀipenyu ɀofamba, makumbo ofamba ʋo parutiʋi rwaɀo, kana ɀipenyu ɀokwidzwa ɀicibva pasi, naiwo makumbo okwidzwa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisikwa zvipenyu zvaiti kana zvofamba, mavhiri aiva parutivi ofambawo; uye kana zvisikwa zvipenyu zvikasimuka kubva pasi, mavhiri aisimukawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana zvipenyu zvofamba, makumbo ofambawo parutivi rwazvo, kana zvipenyu zvokwidzwa zvichibva pasi, naiwo makumbo okwidzwawo.
Shona 2009?
Zvino kana zvipenyu zvofamba, makumbo ofambawo parutivi rwazvo, kana zvipenyu zvokwidzwa zvichibva pasi, naiwo makumbo okwidzwawo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana zvipenyu zvofamba, makumbo ofambawo parutivi rwazvo, kana zvipenyu zvokwidzwa zvichibva pasi, naiwo makumbo okwidzwawo.