Ezekiel 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pose‐pose kwaiɗa kufamba mŋeya, ndiko kwaɀaifamba, iko kwaiɗa kufamba mŋeya; makumbo ndokukwidzwa pamŋe cete naɀo, nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mumakumbo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwose kwaienda mweya, zvaiendawo, uye mavhiri aisimuka pamwe chete nazvo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri mumavhiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwose zvako kwainge kuchienda mweya izvo zvaiendawo, mavhiri acho aibva angosumukawo pamwechete nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo wakanga uri mumavhiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pose-pose kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba, makumbo ndokukwidzwa pamwechete nazvo, nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo.
Shona 2009?
Pose-pose kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba, makumbo ndokukwidzwa pamwechete nazvo, nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo.
Shona SUB 2002 Bible
Pose–pose kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba, makumbo ndokukwidzwa pamwechete nazvo, nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo.