Ezekiel 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
shoko raJehova rakaȿika kumuprista Ezekieri, mŋanakomana waBuzi, munyika yaʋaKardea, parwizi rwaKebari; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro pake ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
shoko raJehovha rakasvika kuna Ezekieri muprista, mwanakomana waBhuzi paRwizi rweKebhari munyika yavaBhabhironi. Ipapo, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo
Shona 2009?
shoko raJehovha rakasvika kumuprista Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo
Shona SUB 2002 Bible
shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhia, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo