Ezekiel 1:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapapiro aɀo akaŋga akaɓatana; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo, asi cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mapapiro azvo aigunzvana. Chimwe nechimwe chazvo chaienda mberi chakarurama; zvakanga zvisingacheuki pakufamba kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho.
Shona 2009?
Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho.
Shona SUB 2002 Bible
Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho.