Ezekiel 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakatarira, ndikaʋona paɗeŋga rakaŋga riri pamsoro pemisoro yamakerubi cinhu cakaʋonekwa pamsoro pawo cakaita sebge resafire, cakaŋga cakafanana necigaro coʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatarisa, ndikaona chinhu chakafanana nechigaro choushe chesafire pamusoro pedenga raiva pamusoro pemisoro yamakerubhimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazotarisa ndikaona katenga kaiva nechepamusoro pamakerubhu. Nechepamusoro pawo pakaonekwa chakaita sebwe rakakosha resafaya chakaita sechigaro choumambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakatarira, ndikaona padenga rakanga riri pamusoro pemisoro yamakerubhi chinhu chakaonekwa pamusoro pawo chakaita sebwe resafire, chakanga chakafanana nechigaro choushe.
Shona 2009?
Zvino ndakatarira, ndikaona padenga rakanga riri pamusoro pemisoro yamakerubhi chinhu chakaonekwa pamusoro pawo chakaita sebwe resafire, chakanga chakafanana nechigaro choushe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakatarira, ndikaona padenga rakanga riri pamusoro pemisoro yamakerubhi chinhu chakaonekwa pamusoro pawo chakaita sebwe resafire, chakanga chakafanana nechigaro choushe.