Ezekiel 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari makumbo, ndakanzwa acitumidzwa ɀinomonereka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanzwa mavhiri achitumidzwa zita rokuti mavhiri okumonereka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka.
Shona 2009?
Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka.