Ezekiel 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino makerubi ndokubururuka acikwira; ndico cipenyu candakaʋona parwizi Kebari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo makerubhi akabhururuka achikwira kumusoro. Izvi ndizvo zvisikwa zvipenyu zvandakaona ndiri paRwizi rweKebha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari.
Shona 2009?
Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari.