Ezekiel 10:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndico cipenyu candakaʋona panyasi paMŋari waIsraeri parwizi rwaKebari; ndikaziʋa kuti makerubi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvisikwa zvipenyu zvandakanga ndaona pasi paMwari waIsraeri paRwizi rweKebha, uye ndikaziva kuti akanga ari makerubhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndicho chisikwa chipenyu chiya chandakamboona ichochi ichi nechepasi paMwari weIsiraeri pedyo nerwizi rwaKebhari nezvo ndakabva ndaziva kuti makerubhu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndicho chipenyu chandakaona panyasi paMwari waIsiraeri parwizi rwaKebhari; ndikaziva kuti makerubhi.
Shona 2009?
Ndicho chipenyu chandakaona panyasi paMwari waIsiraeri parwizi rwaKebhari; ndikaziva kuti makerubhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndicho chipenyu chandakaona panyasi paMwari waIsiraeri parwizi rwaKebhari; ndikaziva kuti makerubhi.