Ezekiel 10:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɀiri ɀiso ɀaʋo pakuʋonekwa kwaɀo, ɀakaŋga ɀiri ɀiso ɀiya ɀandakaʋona parwizi rwaKebari, pakuʋonekwa kwaɀo naiɀo ɀimene; rimŋe nerimŋe rairuramira mberi pakufamba kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviso zvawo zvakanga zvichitaridzika sezviya zvandakanga ndamboona paRwizi rweKebha. Chimwe nechimwe chaifamba chakananga mberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro.
Shona 2009?
Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro.