Ezekiel 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino makerubi akaŋga amire parutiʋi rworudyi rweimba, paŋguʋa yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruʋazhe rwomukati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino makerubhi akanga akamira parutivi rwezasi kwetemberi murume paakapinda, uye gore rakazadza ruvazhe rwomukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati.
Shona 2009?
Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda komurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati.