Ezekiel 10:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova kukakwira kucibva pakerubi, kukamira pamsoro pecikumbaridzo ceimba, imba ikazadzwa negore, noruʋazhe rwakazara ʋo nokupenya kwokubginya kwaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakakwira pamusoro pamakerubhi kukaswedera kuchikumbaridzo chetemberi. Gore rakazadza temberi, uye ruvazhe rukazadzwa nokupenya kwokubwinya kwaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakasumuka mudenga kukabva pamakerubhu kukaenda kumusuo kwemba iyoyi, imba iyi yakazara gore uye nhandare ikazara nokupenya kwokuvapo kwaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubwinya kwaJehovha kukakwira kuchibva pakerubhi, kukamira pamusoro pechikumbaridzo cheimba, imba ikazadzwa negore, noruvanze rwakazarawo nokupenya kwokubwinya kwaJehovha.
Shona 2009?
Kubwinya kwaJehovha kukakwira kuchibva pakerubhi, kukamira pamusoro pechikumbaridzo cheimba, imba ikazadzwa negore, noruvanze rwakazarawo nokupenya kokubwinya kwaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Kubwinya kwaJehovha kukakwira kuchibva pakerubhi, kukamira pamusoro pechikumbaridzo cheimba, imba ikazadzwa negore, noruvanze rwakazarawo nokupenya kwokubwinya kwaJehovha.