Ezekiel 10:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mubvumo wamapapiro amakerubi wakanzwika kuȿikira kuruʋazhe rwokunze, senzwi raMŋari Wamasimba‐ose, kana acitaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubvumo wamapapiro amakerubhi wainzwika kusvikira kuruvazhe rwokunze, senzwi raMwari Wamasimba Ose kana achitaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubhabhama kwamapapiro amakerubhu kwainzwika kusvikira kunhandare yokunze zvichiita sezwi raiye Aripagomo paanenge otaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mubvumo wamapapiro amakerubhi wakanzwika kusvikira kuruvanze rwokunze, sezwi raMwari waMasimbaose, kana achitaura.
Shona 2009?
Mubvumo wamapapiro amakerubhi wakanzwikwa kusvikira kuruvanze rwokunze, senzwi raMwari waMasimbaose, kana achitaura.
Shona SUB 2002 Bible
Mubvumo wamapapiro amakerubhi wakanzwika kusvikira kuruvanze rwokunze, sezwi raMwari waMasimbaose, kana achitaura.