Ezekiel 10:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukati mamakerubi makaʋonekwa cakafanana noruʋoko rwomunhu pasi pamapapiro awo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Pasi pamapapiro amakerubhi paionekwa chinhu chainge maoko omunhu.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makerubhu aive nechimwe chainge ruoko rwomunhu pasi pemapapiro awo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukati mamakerubhi makaonekwa chakafanana noruoko rwomunhu pasi pamapapiro awo.
Shona 2009?
Zvino mukati mamakerubhi makaonekwa chakafanana noruoko rwomunhu pasi pamapapiro awo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukati mamakerubhi makaonekwa chakafanana noruoko rwomunhu pasi pamapapiro awo.