Ezekiel 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaʋurawa nomunondo; ndicakutoŋgai munyika yaIsraeri: ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchaurayiwa nomunondo, uye ini ndichakutongai pamiganhu yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muchaurawa nomunondo; ndichakutongai munyika yaIsiraeri, zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona 2009?
"Muchaurawa nomunondo; ndichakutongai munyika yaIsiraeri, zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.-
Shona SUB 2002 Bible
“Muchaurayiwa nomunondo; ndichakutongai munyika yaIsiraeri, zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.