Ezekiel 11:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mucaziʋa kuti ndini Jehova, nokuti hamuna‐kufamba nemitemo yaŋgu kana kuita ɀandakaraira, asi makateʋera mirairo yamarudzi anokupoteredzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kutevera mitemo yangu kana kuchengeta mirayiro yangu asi makafamba netsika dzendudzi dzakakupoteredzai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi nokuti hamuna kutevera mirao yangu kana kuita zvirevo zvangu asi makaita muchitevedza zvirevo zvamarudzi vakakutenderedzai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kufamba nemitemo yangu kana kuita zvandakarayira, asi makatevera mirayiro yamarudzi anokupoteredzai.”
Shona 2009?
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kufamba nemitemo yangu kana kuita zvandakarayira, asi makatevera mirayiro yamarudzi anokupoteredzai."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kufamba nemitemo yangu kana kuita zvandakarayira, asi makatevera mirairo yamarudzi anokupoteredzai.”