Ezekiel 11:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, ʋanhu ʋorudzi rwako, neimba yose yaIsraeri, iʋo ʋose, ndiʋo ʋakanzi naʋagere Jerusarema: Ibvai kure naJehova, nyika ino yakapiwe’su, iʋe yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako dzeropa neimba yose yaIsraeri, ndivo vainzi navanhu veJerusarema, ‘Vari kure kwazvo naJehovha; nyika ino takaipiwa kuti ive yedu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako chaidzo dzakatapwa pamwechete newe, ivo vanhu vose veIsiraeri ndivo vari kunzi navagari veJerusaremu, ‘Vaye vakaenda kure naTenzi saizvozvo nyika ino yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, vanhu vorudzi rwako, neimba yose yaIsiraeri, ivo vose, ndivo vakanzi navagere Jerusaremu, ‘Ibvai kure naJehovha, nyika ino yakapiwesu, ive yedu.’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, vanhu vorudzi rwako, neimba yose yaIsiraeri, ivo vose, ndivo vakanzi navagere Jerusaremu, `Ibvai kure naJehovha, nyika ino yakapiwesu, ive yedu.'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, vanhu vorudzi rwako, neimba yose yaIsiraeri, ivo vose, ndivo vakanzi navagere Jerusaremu, ‘Ibvai kure naJehovha, nyika ino yakapiwesu, ive yedu.’