Ezekiel 11:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo uti: Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakuʋuŋganidzai mubve pakati pamarudzi, ndicakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichakuunganidzai kubva kundudzi ndigokudzosai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa uye ndichakupaizve nyika yaIsraeri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo iti, zvanzi naTenzi Mwari ndichakukokorodzai mumarudzi avanhu ndigokuunganidzai kubva munyika dzamakaparadzirwa ndizokupai nyika yeIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuunganidzai mubve pakati pamarudzi, ndichakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsiraeri.’
Shona 2009?
naizvozvo uti, `Zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuunganidzai mubve pakati pamarudzi, ndichakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsiraeri.'
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuunganidzai mubve pakati pamarudzi, ndichakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsiraeri.’