Ezekiel 11:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, aʋa ndiʋo ʋarume ʋanofuŋga ɀakaipa, ʋanorairira mano akaipa muguta rino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanorangana zvakaipa nokupa mano akaipa muguta rino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanofunga zvakaipa, vanorayirira mano akaipa muguta rino;
Shona 2009?
Akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanofunga zvakaipa, vanorayirira mano akaipa muguta rino;
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanofunga zvakaipa, vanorayirira mano akaipa muguta rino;