Ezekiel 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋafambe nemitemo yaŋgu, ʋaceŋgete ɀandakaraira nokuɀiita; iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachatevera mitemo yangu uye vachachenjerera kuchengeta mirayiro yangu. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.
Shona 2009?
kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.