Ezekiel 11:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova ndokukwira kucibva mukati meguta, ndokumira pamsoro pegomo riri kumabvazuʋa eguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubwinya kwaJehovha kwakakwira kuchibva mukati meguta kukandomira pamusoro pegomo nechokumabvazuva kwaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubwinya kwaJehovha ndokukwira kuchibva mukati meguta, ndokumira pamusoro pegomo riri kumabvazuva eguta.
Shona 2009?
Kubwinya kwaJehovha ndokukwira kuchibva mukati meguta, ndokumira pamusoro pegomo riri kumabvazuva eguta.
Shona SUB 2002 Bible
Kubwinya kwaJehovha ndokukwira kuchibva mukati meguta, ndokumira pamusoro pegomo riri kumabvazuva eguta.