Ezekiel 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanoti: Ŋguʋa icigere kusweɗera yokuʋaka dzimba, guta rino igate, isu tiri nyama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoti, ‘Ko, nguva haisati yasvika here yokuvaka dzimba? Guta rino ihari yokubikira, uye isu tisu nyama.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachifurira vanhu kuti, ‘Nguva yokuvaka dzimba haisati yasvika. Iro guta rino ndiro bhodho, isu ndisu nyama yacho.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanoti, ‘Nguva ichigere kuswedera yokuvaka dzimba, guta igate, isu tiri nyama.’
Shona 2009?
vanoti, `Nguva ichigere kuswedera yokuvaka dzimba, guta igate, isu tiri nyama.'
Shona SUB 2002 Bible
vanoti, ‘Nguva ichigere kuswedera yokuvaka dzimba, guta igate, isu tiri nyama.’