Ezekiel 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋeya waJehova wakawira pamsoro paŋgu, akati kwandiri: Taura, uti: Ɀanzi naJehova: Ndiɀo ɀamakataura, imi imba yaIsraeri; nokuti ndinoziʋa ɀamunofuŋga mumiraŋgariro yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pangu, iye akanditaurira kuti nditi: “Zvanzi naJehovha: Ndizvo zvamunotaura, imi imba yaIsraeri, asi ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mweya waJehovha wakawira pamusoro pangu, akati kwandiri, “Taura, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndizvo zvamakataura, imi imba yaIsiraeri; nokuti ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.
Shona 2009?
Ipapo Mweya waJehovha wakawira pamusoro pangu, akati kwandiri, "Taura, uti, `Zvanzi naJehovha, ndizvo zvamakataura, imwi imba yaIsiraeri; nokuti ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mweya waJehovha akawira pamusoro pangu, akati kwandiri, “Taura, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndizvo zvamakataura, imi imba yaIsiraeri; nokuti ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.