Ezekiel 11:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makawanza ʋamakaʋuraya muguta rino, makazadza nzira dzaro naʋakaʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makauraya vanhu vazhinji muguta rino uye mukazadza nzira dzaro nevakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamakauraya vakawanda muguta rino mukazadza migwagwa yaro nezvitunha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makawanza vamakauraya muguta rino, makazadza nzira dzaro navakaurawa.’
Shona 2009?
Makawanza vamakauraya muguta rino, makazadza nzira dzaro navakaurawa.'
Shona SUB 2002 Bible
Makawanza vamakauraya muguta rino, makazadza nzira dzaro navakaurayiwa.’