Ezekiel 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndicakuɓuɗisai mukati maro, ndicakuisai mumaʋoko aʋatorwa, ndicaita ɀandakatoŋga pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakubudisai kunze kweguta ndigokuisai mumaoko avatorwa uye ndichakurangai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndichakubudisai mukati maro, ndichakuisai mumaoko avatorwa, ndichaita zvandakatonga pakati penyu.
Shona 2009?
Ini ndichakubudisai mukati maro, ndichakuisai mumaoko avatorwa, ndichaita zvandakatonga pakati penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndichakubudisai mukati maro, ndichakuisai mumaoko avatorwa, ndichaita zvandakatonga pakati penyu.