Ezekiel 12:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uti: Ndini ciratidzo cenyu; seɀandakaita ini, ndiɀo ɀaʋacaitirwa iʋo; ʋacatama ʋacitapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kwavari, ‘Ini ndiri chiratidzo kwamuri.’ Sezvandakaita, ndizvo zvavachaitirwawo. Vachaenda kuutapwa senhapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iti ndiri chiratidzo kwamuri. Sezvandangoita izvi ndozvavachaitwa ivo. Vachaenda senhapwa kuutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uti, ‘Ndini chiratidzo chenyu; sezvandakaita ini, ndizvo zvavachaitirwa ivo; vachatama vachitapwa.’
Shona 2009?
Uti, `Ndini chiratidzo chenyu; sezvandakaita ini, ndizvo zvavachaitirwa ivo; vachatama vachitapwa.'
Shona SUB 2002 Bible
Uti, ‘Ndini chiratidzo chenyu; sezvandakaita ini, ndizvo zvavachaitirwa ivo; vachatama vachitapwa.’