Ezekiel 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakanda ʋo mumbure waŋgu pamsoro pake, ucaɓatwa mumusuŋgo waŋgu; ndicamuisa Babironi kunyika yaʋaKardea; asi haaŋgaiʋoni, kunyaŋge ɀakaɗaro ucafira’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichamutambanudzira mumbure wangu, uye achabatwa mumusungo wangu; ndichamuendesa kuBhabhironi, nyika yavaKaradhea, asi haasi kuzoiona, uye ikoko ndiko kwaachafira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichamukomba nomumbure wangu agobatwa neriva rangu ndigomuendesa kuBhabhironi kunyika yevaKaradhea, asi haasi kuzoiona, achafira ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakandawo mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa mumusungo wangu; ndichamuisa Bhabhironi kunyika yavaKaradhea; asi haangaioni, kunyange zvakadaro achafirako.
Shona 2009?
Ndichakandawo mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa mumusungo wangu; ndichamuisa Bhabhironi kunyika yavaKaradhea; asi haangaioni, kunyange zvakadaro achafirako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakandawo mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa mumusungo wangu; ndichamuisa Bhabhironi kunyika yavaKaradhia; asi haangaioni, kunyangwe zvakadaro achafirako.