Ezekiel 12:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndiciʋadziŋgira pakati pamarudzi, nokuʋaparadzira kunyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichavaparadzira pakati pendudzi nokuvaparadzira kunyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachaziva zvavo kuti ini ndini Tenzi pandinenge ndavamwararisa mukati memarudzi vachiti uyu kwake uyu kwake nomudzinyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichivadzingira pakati pamarudzi, nokuvaparadzira kunyika dzose.
Shona 2009?
"Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichivadzingira pakati pamarudzi, nokuvaparadzira kunyika dzose.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichivadzingira pakati pamarudzi, nokuvaparadzira kunyika dzose.