Ezekiel 12:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, idya ɀokudya ɀako nokubvunda nokunwa mvura yako nokuɗeɗera nokutya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, udedere paunenge uchidya zvokudya zvako, uye ubvunde nokutya paunonwa mvura yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu idya chingwa chako uchidedera unwewo mvura uchigwagwadza nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, idya zvokudya zvako nokubvunda nokunwa mvura yako nokudedera nokutya;
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, idya zvokudya zvako nokubvunda nokumwa mvura yako nokudedera nokutya;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, idya zvokudya zvako nokubvunda nokunwa mvura yako nokudedera nokutya;