Ezekiel 12:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta anogarwa naʋanhu acaparadzwa, nenyika icaitwa ɗoŋgo; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta anogarwa navanhu achaitwa ndongo uye nyika ichaparadzwa. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo maguta agere vanhu achasara angova maguta asisina chinhu, nyikawo ichasara yangova nyika isina chinhu. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta anogarwa navanhu achaparadzwa, nenyika ichaitwa dongo; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
Maguta anogarwa navanhu achaparadzwa, nenyika ichaitwa dongo; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Maguta anogarwa navanhu achaparadzwa, nenyika ichaitwa dongo; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.”