Ezekiel 12:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino shoko raTenzi rakauya kwandiri rikati, “Nhai iwe mwanakomana womunhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona 2009?
Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,