Ezekiel 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, shumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsraeri, inoti: Mazuʋa anoramba aciwedzerwa, asi ɀakaʋoneswa ɀose haɀiitiki?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, chirevo ichi chamunacho munyika yaIsraeri ndecheiko chinoti, ‘Mazuva ari kungopera uye zviratidzo zvose zvinongova pasina?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
itsumoi yamava kutaura nezvenyika yeIsiraeri yokuti, ‘Mazuva ari kuwanda aya, chiratidzo chose chose zvacho hapana chatinobura machiri?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, tsumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsiraeri, inoti, ‘Mazuva anoramba achiwedzerwa, asi zvakaoneswa zvose hazviitiki?’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, tsumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsiraeri, inoti, `Mazuva anoramba achiwedzerwa, asi zvakaoneswa zvose hazviitiki?'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, tsumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsiraeri, inoti, ‘Mazuva anoramba achiwedzerwa, asi zvakaoneswa zvose hazviitiki?’