Ezekiel 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti pakati peimba yaIsraeri hapaŋgazoʋi kuʋoneswa kwenhema kana kuʋuka kunoɓata kumeso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hakuchazovizve nezviratidzo zvenhema kana kuvuka kunobata kumeso pakati pavanhu veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti hapazova nechioneso chenhema kana zvokushopera zvinongobata vanhu kumeso mukati memba yaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pakati peimba yaIsiraeri hapangazovi kuoneswa kwenhema kana kuporofita kunobata kumeso.
Shona 2009?
Nokuti pakati peimba yaIsiraeri hapangazovi kuoneswa kwenhema kana kuporofita kunobata kumeso.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pakati peimba yaIsiraeri hapangazovi kuoneswa kwenhema kana kuporofita kunobata kumeso.