Ezekiel 12:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndini Jehova; ndicataura, neshoko randicataura ricaitika, hariŋgazononoswi; nokuti pamazuʋa enyu, iwe imba ino ndi mukira simba, ndicataura shoko nokuriita ʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini Jehovha ndichataura zvandichataura, uye zvichazadzisika zvisinganonoki. Nokuti pamazuva enyu, imi imba yokumukira, ndichazadzisa zvose zvandinotaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini Tenzi ndichataura zvandinotaura zvichiitika, hazvichanonoka. Ndichataura chinhu chichiitika munguva yenyu iyoyo, imi imba yavapanduki.” Ndichati ndikataura chinhu chinobva chaiitika, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ndini Jehovha; ndichataura, neshoko randichataura richaitika, haringazononoswi; nokuti pamazuva enyu, iwe imba inondimukira simba, ndichataura shoko nokuriitawo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
"Nokuti ndini Jehovha; ndichataura, neshoko randichataura richaitika, haringazononoswi; nokuti pamazuva enyu, iwe imba inondimukira simba, ndichataura shoko nokuriitawo," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ndini Jehovha; ndichataura, neshoko randichataura richaitika, haringazononoswi; nokuti pamazuva enyu, iwe imba inondimukira simba, ndichataura shoko nokuriitawo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.