Ezekiel 12:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, tarira, ʋeimba yaIsraeri ʋanoti: Ɀaakaʋoneswa ndeɀamazuʋa ari kure anozoʋuya, unoprofita ɀeŋguʋa dziri kure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, imba yaIsraeri iri kuti, ‘Chiratidzo chaanoona ndechamakore mazhinji kubva iye zvino, uye anoprofita zvenguva inouya zviri kure.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu chinzwa, vemba yaIsiraeri vari kuti zviratidzo zvaanoona zvichatora mazuva chaizvo, zvamaporofita ndezvemazuva achiri kure kure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, tarira, veimba yaIsiraeri vanoti, ‘Zvaakaoneswa ndezvamazuva ari kure anozouya, anoporofita zvenguva dziri kure.’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, tarira, veimba yaIsiraeri vanoti, `Zvaakaoneswa ndezvamazuva ari kure anozouya, anoporofita zvenguva dziri kure.'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, tarira, veimba yaIsiraeri vanoti, ‘Zvaakaoneswa ndezvamazuva ari kure anozouya, anoporofita zvenguva dziri kure.’