Ezekiel 12:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kudzitakura pafudzi rako ʋaciɀiʋona, ndokudziɓuɗisa kwaȿiɓa; unofanira kufukidza ciso cako, kuti urege kuʋona ɀenyika; nokuti ndakakuita ciratidzo kuimba yaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Udziise papfudzi rako ivo vakangotarisa ugobuda nadzo kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona nyika, nokuti ndakuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchaisa mutoro wako pamafudzi vachiona wobuda wakatakura murima ufukidze uso hwako kuitira kuti urege kuona nyika nokuti ndakakuita chiratidzo kumba yaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kudzitakura pafudzi rako vachizviona, ndokudzibudisa kwasviba; unofanira kufukidza chiso chako, kuti urege kuona zvenyika; nokuti ndakakuita chiratidzo kuimba yaIsiraeri.”
Shona 2009?
Unofanira kudzitakura pafudzi rako vachizviona, ndokudzibudisa kwasviba; unofanira kufukidza chiso chako, kuti urege kuona zvenyika; nokuti ndakakuita chiratidzo kuimba yalsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kudzitakura pafudzi rako vachizviona, ndokudzibudisa kwasviba; unofanira kufukidza chiso chako, kuti urege kuona zvenyika; nokuti ndakakuita chiratidzo kuimba yaIsiraeri.”