Ezekiel 12:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maŋgwanani shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rakasvika kwandiri panguva yamangwanani richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani acho shoko raTenzi rakauya kwandiri rikati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mangwanani shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona 2009?
Zvino mangwanani shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mangwanani shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,