Ezekiel 12:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, imba yaIsraeri, iyo imba ino ndi mukira, haʋana‐kuti kwauri: Unoiteiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, imba iyo yokundimukira yaIsraeri haina kukubvunza here kuti, ‘Uri kuiteiko?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nhai mwanakomana womunhu, handiti here iyo imba yaIsiraeri imba yevapanduki yakakubvunzaka kuti, chii chauri kuita?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, imba yaIsiraeri, iyo imba inondimukira, havana kuti kwauri, ‘Unoiteiko?’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, imba yaIsiraeri, iyo imba inondimukira, havana kuti kwauri, `Unoiteiko?'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, imba yaIsiraeri, iyo imba inondimukira, havana kuti kwauri, ‘Unoiteiko?’