Ezekiel 13:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti, ɀirokwaɀo nokuti ʋakanyeŋgera ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciti: Rugare! iɀo hakunorugare; kana ʋoʋaka ruȿiŋgo, tarira, ʋoʋuwa nesuko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nokuda kwokuti vanotsausa vanhu vangu, vachiti, “Rugare,” ipo pasina rugare, uye nokuti pavanovaka rusvingo rwakatetepa vanorupenda nependi chena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Honguka nokuti vakatungamirira vanhu vangu kusiri iko vachiti rugare irwo rugare rwacho pasina, uyewo nokuti vanhu pavakavaka rusvingo, vaporofita ivava ava vaibvawo varudzurura nesuko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvirokwazvo, nokuti vakanyengera vanhu vangu, vachiti, ‘Rugare!’ Izvo hakuna rugare; kana vovaka rusvingo, tarira, vovhuwa nesuko.
Shona 2009?
Nokuti zvirokwazvo, nokuti vakanyengera vanhu vangu, vachiti, `Rugare!' Izvo hakuna rugare; kana vovaka rusvingo, tarira, vovuwa nesuko.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvirokwazvo, nokuti vakanyengera vanhu vangu, vachiti, ‘Rugare!’ Izvo hakuna rugare; kana vovaka rusvingo, tarira, vovhuwa nesuko.