Ezekiel 13:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uti: Ɀanzi naShe Jehova: Ʋanenhamo ʋakadzi ʋanosonera ɀifukidzo pafundo dzamaʋoko, ʋanoita miceka yokufukidza misoro yaʋanhu ʋapi naʋapi, kuti ʋavime mŋeya. Munoɗa kuvima mŋeya yaʋanhu ʋaŋgu, muciɗa kuɀiponesera mŋeya iyeyo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Vane nhamo vakadzi vanosonera mazango pamaoko avo uye vanoita zvifukidzo zvemisoro yavo zvemhando dzakasiyana-siyana pakureba vachiitira kuti vateye vanhu nazvo. Ko, imi muchateya upenyu hwavanhu vangu asi muchichengetedza hwenyu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvanzi naTenzi Mwari, zvichakuwanai imi vakadzi munosonera mazango pamaoko ose avanhu muchisona madhuku anoenderana nemisoro yamazera ose avanhu kuri kuvhima mweya yavanhu. Munoda kuva nesimba pamusoro poupenyu norufu rwavanhu vangu kuti zvikupundutsei nhai!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uti, “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Vane nhamo vakadzi vanosonera zvifukidzo papfundo dzamaoko, vanoita micheka yokufukidza misoro yavanhu vapi navapi, kuti vavhime mweya.’ Munoda kuvhima mweya yavanhu vangu, muchida kuzviponesera mweya iyeyo!
Shona 2009?
uti, "Zvanzi naIshe Jehovha, `Vane nhamo vakadzi vanosonera zvifukidzo papfundo dzamaoko, vanoita micheka yokufukidza misoro yavanhu vapi navapi, kuti vavhime mweya.' Munoda kuvhima mweya yavanhu vangu, muchida kuzviponesera mweya iyeyo!
Shona SUB 2002 Bible
uti, “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Vane nhamo vakadzi vanosonera zvifukidzo papfundo dzamaoko, vanoita micheka yokufukidza misoro yavanhu vapi navapi, kuti vavhime mweya.’ Munoda kuvhima mweya yavanhu vangu, muchida kuzviponesera mweya iyeyo!