Ezekiel 13:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemiceka yenyu ndicaibvarura ʋo, ndirwire ʋanhu ʋaŋgu pamaʋoko enyu, ʋarege kuzoʋa mumaʋoko enyu kuti muʋavime; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichabvarura mavhoiri enyu ndigoponesa vanhu vangu pamaoko enyu, uye havachazovi nyama mumaoko enyu, uye havachazobatwizve nesimba renyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madhuku enyu iwayo ndichaabvarura ndichiabvisa ndigonunura vanhu vangu mumaoko menyu varege kuva senyama yamagora mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemicheka yenyu ndichaibvarurawo, ndirwire vanhu vangu pamaoko enyu, varege kuzova mumaoko enyu kuti muvavhime; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona 2009?
Nemicheka yenyu ndichaibvarurawo, ndirwire vanhu vangu pamaoko enyu, varege kuzova mumaoko enyu kuti muvavhime; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nemicheka yenyu ndichaibvarurawo, ndirwire vanhu vangu pamaoko enyu, varege kuzova mumaoko enyu kuti muvavhime; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.