Ezekiel 13:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nenhema dzenyu makarwadza mŋoyo wowakarurama, wandisina‐kucemedza, mukasimbisa maʋoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makaodza mwoyo yavakarurama nenhema dzenyu, vandakanga ndisina kuchemedza ini, uye nokuti makakurudzira vakaipa kuti varege kutendeuka panzira dzavo dzakaipa nokudaro vaponese mweya yavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pokuti makaodza mwoyo mururami namanyepo kunyange zvazvo ini ndakanga ndisina kumuodza mwoyo mukakurudzira akaipa kuti arege kutendeuka achisiya gwara rake rakaipa kuti azviponesewo upenyu;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti nenhema dzenyu makarwadza mwoyo wowakarurama, wandisina kuchemedza, mukasimbisa maoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;
Shona 2009?
"Nokuti nenhema dzenyu makarwadza moyo wowakarurama, wandisina kuchemedza, mukasimbisa maoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti nenhema dzenyu makarwadza mwoyo wowakarurama, wandisina kuchemedza, mukasimbisa maoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;