Ezekiel 13:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo hamucazoʋoni ɀe ɀiratidzo ɀinonyeŋgera kana kuʋuka ɀinoʋukwa; ini ndicarwira ʋanhu ʋaŋgu pamaʋoko enyu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvenhema kana kuita zvokuvuka. Ndichaponesa vanhu vangu pamaoko enyu. Ipapo zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvenhema kana kuzomboshoperazve. Ndichanunura vanhu vangu mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvinonyengera kana kuuka zvinoukwa; ini ndicharwira vanhu vangu pamaoko enyu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvinonyengera kana kuuka zvinoukwa; ini ndicharwira vanhu vangu pamaoko enyu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvinonyengera kana kuuka zvinoukwa; ini ndicharwira vanhu vangu pamaoko enyu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.”