Ezekiel 13:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kukwira mucipinda pakakoromorwa, kana kugadzira ruȿiŋgo rweimba yaIsraeri, kuti mumire pakurwa pazuʋa raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuna kukwira pakakoromoka porusvingo kuti mupagadzirire imba yaIsraeri, kuti igomira yakasimba pahondo pazuva raJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna imi kukwira kunzvimbo dzakakoromoka kana kuvakirira norusvingo imba yaIsiraeri kuitira kuti igonewo kurwisa muhondo pazuva raTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kukwira muchipinda pakakoromorwa, kana kugadzira rusvingo rweimba yaIsiraeri, kuti mumire pakurwa pazuva raJehovha.
Shona 2009?
Hamuna kukwira muchipinda pakakoromorwa, kana kugadzira rusvingo rweimba yaIsiraeri, kuti mumire pakurwa pazuva raJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kukwira muchipinda pakakoromorwa, kana kugadzira rusvingo rweimba yaIsiraeri, kuti mumire pakurwa pazuva raJehovha.