Ezekiel 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kuʋona ɀinonyeŋgera here, hamuna‐kutaura kuʋuka kwenhema here, ɀamakati: Jehova unoti; kunyaŋge ɀakaɗaro handina‐kutaura?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauna kuona zviratidzo zvenhema here uye mukataura nhema pakuvuka pamainge muchiti, “Jehovha anoti,” kunyange zvangu ndisina kutaura?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoonaka imi chiratidzo chemanyepo muchishopera kutaura zvenhando pose pamunoti zvanzi naTenzi ini ndisina hangu chandataura?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hamuna kuona zvinonyengera here, hamuna kutaura kwenhema here, zvamakati, ‘Jehovha anoti; kunyange zvakadaro handina kutaura?’ ”
Shona 2009?
"Hamuna kuona zvinonyengera here, hamuna kutaura kuvuka kwenhema here, zvamakati, `Jehovha anoti; kunyange zvakadaro handina kutaura?' "
Shona SUB 2002 Bible
“Hamuna kuona zvinonyengera here, hamuna kutaura kwenhema here, zvamakati, ‘Jehovha anoti; kunyangwe zvakadaro handina kutaura?’ ”