Ezekiel 14:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋa nemhoȿa yaʋo; ɀakaipa ɀomuprofita ɀicaenzana neɀakaipa ɀounobvunza kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachatakura mhosva yavo ivo, muprofita achava nemhosva zvakangoenzana naiye auya kuzomubvunza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo shamhu yavo yokuvaranga ichava pavari ivo, vacharangwa zvimwechetezvo, muporofita iyeyo nanyakutsvaka chiporofita wacho
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachava nemhosva yavo; zvakaipa zvomuporofita zvichaenzana nezvakaipa zvaanobvunza kwaari;
Shona 2009?
Vachava nemhosva yavo; zvakaipa zvomuporofita zvichaenzana nezvakaipa zveanobvunza kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Vachava nemhosva yavo; zvakaipa zvomuporofita zvichaenzana nezvakaipa zvaanobvunza kwaari;