Ezekiel 14:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, kana kunenyika iciŋge yanditadzira nokuɗarika, ini ndikatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro payo, ndikavuna muɗonɀo weɀokudya ɀayo, ndikatuma nzara pamsoro payo, nokuparadza’po ʋanhu neɀipfuwo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokusatendeka kwayo uye ini ndikatambanudza ruoko rwangu pamusoro payo kuti ndiparadze kugoverwa kwayo zvokudya nokutumira nzara pamusoro payo nokuuraya vanhu vayo nezvipfuwo zvayo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokuita kwayo kusina kutendeka ini ndikaisumudzira roruoko rwangu ndikaishayisa zvokudya ndaitumira shangwa yenzara ndichitsakatisa munhu nemhuka mairi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, kana kune nyika ichinge yanditadzira nokudarika, ini ndikatambanudzira ruoko rwangu pamusoro payo, ndikavhuna mudonzvo wezvokudya zvayo, ndikatuma nzara pamusoro payo, nokuparadzapo vanhu nezvipfuwo;
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, kana kune nyika ichinge yanditadzira nokudarika, ini ndikatambanudzira ruoko rwangu pamusoro payo, ndikavhuna mudonzvo wezvokudya zvayo, ndikatuma nzara pamusoro payo, nokuparadzapo vanhu nezvipfuwo;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, kana kune nyika ichinge yanditadzira nokudarika, ini ndikatambanudzira ruoko rwangu pamusoro payo, ndikavhuna mudonzvo wezvokudya zvayo, ndikatuma nzara pamusoro payo, nokuparadzapo vanhu nezvipfuwo;