Ezekiel 14:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge ʋanhu aʋa ʋatatu, Noa naDanieri naJobo, ʋakaʋa’mo, ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange dai varume vatatu ava, Noa, naDhanieri naJobho, vaiva mairi vaingogona kuzviponesa ivo pachavo nokuda kwokururama kwavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange vanhu ava vatatu, Noa naDhanieri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
kunyange vanhu ava vatatu, nowa naDhanyeri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe vanhu ava vatatu, Nowa naDhanieri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.