Ezekiel 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikafambisa ɀikara munyika, ɀikaipedzera ʋana, ikaitwa ɗoŋgo, kukasaʋa nomunhu uŋgagona kufamba’mo nemhaka yeɀikara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana dai ndikatumira zvikara munyika imomo, izvo zvikaisiya isina kana mwana uye ikazoparadzwa zvokuti pashayikwe anopfuura nomo nokuda kwezvikara,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kanawo ndikaita kuti zvikara zvipinde nomunyika zvikaiparadza ikasara yangoitwa nyika zvayo isina chinhu zvokutoshaya kana nomumwe unodimura nomo zvichikonzerwa nezvikara izvozvo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ndikafambisa zvikara munyika, zvikaipedzera vana, ikaitwa dongo, kukasava nomunhu angagona kufambamo nemhaka yezvikara;
Shona 2009?
"Kana ndikafambisa zvikara munyika, zvikaipedzera vana, ikaitwa dongo, kukasava nomunhu angagona kufambamo nemhaka yezvikara;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ndikafambisa zvikara munyika, zvikaipedzera vana, ikaitwa dongo, kukasava nomunhu angagona kufambamo nemhaka yezvikara;